Ndafunga Dande

Dande life

Dande life

Regai ndikumoresei veduwe. Tangoti tishandisewo kaBlog kakatikuuya aka. Ndinofunga uti makasimba aiwa ini ndirinjinjinji, simbi chaiyo.

Ndafunga ndande. Ndini naKukurakurehwa, ndakananga Bindura, Pashashi ini ndini. Pamupata wamavhirivhi ndini yaka. Ini ng’upfuura nepaDhiki Haki, Pa Darwin pfocho. Ndasumuka ndakananga paChitiriri, ndapfuura panyika nyoro, ndiye Pakachanza, Mavuradonha hoyi. Ndaona Dande yese kuti mbetete, kusvikirafuti kuKaromo Kapfuwe! Ndasvika munyika yeguvhute.

By Elliot Pfebve; epfebve@yahoo.co.uk

Posted on May 5, 2009, in Shona Culture. Bookmark the permalink. 1 Comment.

  1. Handina comment bt want to ask who ever angazive.ndinobva kwamutoko sekuziva kwandakaudzwa nana baba they say tioera nhari an animal called nhuka.ko zvakazosiyana papi vamwe inzou,vamwe inhuka.ko nhuka chii.pane anga nyatso ndiudzawo here.

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out /  Change )

Google photo

You are commenting using your Google account. Log Out /  Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out /  Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out /  Change )

Connecting to %s

%d bloggers like this: