Madzimambo vekwaNyandoro varipi?

african-band.jpg
Makadii zvenyu vanaNyondoro? Awia isu churu chemunzwa, maja vanhu, aja munhu arema, vazungu vaDande takasimba. Tinokumbirawo kuti muenderere mberi muchitidzidzisa kwakabva dzinza redu. Zvakare tingade kuziva kuti ndiyani anoziva mambo MuZimbabwe vokwaNyandoro, kana Sabuku wekwaNyandoro?

Ndinot muve ne Kisimusi inofadza and negore ritsva rakanaka.

Ndatenda

Ndini Guru Ndoro

Posted on December 14, 2012, in Shona Culture. Bookmark the permalink. 10 Comments.

  1. chikonyora chikonyora

    delighted tpo hear from my fellow nhari unendoro. God bless all the nyamasvisvas. Kindest regards

    On 12/14/12, KANHONDO KWAMURI MESE VANANYANDORO VAZUNGU VEDANDE

    • Proudly Nyamasvisva from Nyandoro village Marondera West
      Have a great 2013 all the Nyandoro’s out there Vazungu Vedande

  2. Edwell Shambambeva Nyandoro

    Maita unendoro maita nzou marigazvuru vanopunza hunde dzechuru vachisiya hunde dzemiti maita nhari unendoro vekwaBiri naGanyire (vokwajekamvura) vakayambuka Zambazi maita vazungu veDande. Ndozvimwewo zvandakabata pakudetembwa kwemutupo wedu.

    • Elizabeth Masekeni Chakavarika nyandoro

      Ini as muzwari elizabeth Masekeni Chakavarika Nyandoro:

      VaTakawadii Nyandoro, varibaba vangu vakatidzidzisa norowondo yedu, kana tichitenda mazwita nendoro, nyamasvisvwa, vazungu vedande aMubariki, aBirinaGanyire vakarovamvura nepakati ikavurika. Edwell urimwana wa Patrick Shambambeva here woku Highfields kana uriwe saka urimwana wehanzwadzi yangu Patrick Shambambeva Nyandoro. Good to have this thank you so much my dear brother George for this website you told me about. Guys keep on weducating us and our children.

      • Edwell Shambambeva Nyandoro

        Patrick mukoma wangu asi anogara ku U.K kuHighfields kwanga kuna former MP (the late) R Shambambeva Nyandoro, mukoma mukuru kwavari anove mukoma wedu mukuru kwaShambambeva Fradrek vave kumusha vave. Saka ndiri hanzvadzi yenyu achihoro.

      • Elizabeth Masekeni Chakavarika nyandoro

        Edwell, I used to communicate naPatrick and the Late R. MP and with Patrick was a good friend ya Oliver Chimenya who used work ku Anglo American Corp. I am really happy nyamasvisva kuti you responded. I have lost touch na Patrick how is he and his family. Ananyamasvisva, nhari Chihooro ngantimbobatanayi pa Skype kana kuti pa Whatsapp technology ka tiwudzane kuti takamira sei vana vemadzimombo. Ndirikuda kukuridzira mhuri yekwaNyandoro especially anaNyamasvisva kuti mukai rudzirwedu rwakakura kwazvo asi imi sanababa vedu hamusikumuka. nidini Achihooro, Nhari Tete.

  3. Tsitsi-Stella Dangarembizi

    Makadii Hama dzangu? Just to bring it to your attention, there is a FaceBook Page for our clan, Nyandoro naanaChihoro Clan….please join.

    • nehandawedande

      Maita zvenyu Nyandoro, maja vanhu. Regai tidadise rudzi rwedu. Ngatijoinei takawanda pa FB.

      Ndatenda.

  4. johane madzivire

    Mambo nerupiri akabva kumakore kore.

  5. mhuka inoyerwa nevatsunga baba vangu vakandiudza kuti imhuka huru inova nhuta kwete nzou kana dziwe mhuka richardpnha@yahoo.com
    more history i now is from chief mutomba (nyandoro)onwards

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out /  Change )

Google photo

You are commenting using your Google account. Log Out /  Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out /  Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out /  Change )

Connecting to %s

%d bloggers like this: