Nyamasvisva vanoera mhuka ipi?

buffalo_elephantPane nyaya yanetsa vedare, vamwe varikuti Nhari nendoro, nyamasvisva vanoera, nzou vamwe vachiti nyati/mhofu, vamwe ndivo varikuti mombe. Vazhinji vanowirirana kuti vanhu ava vanoera mhuku huru, asika mhuka iyi ndeyipi?

Zvakare tingade kuziva kuti vana nyamasvisva vakawanda dunhu ripi reZimbabwe?

Ndatenda

Posted on September 18, 2015, in Uncategorized. Bookmark the permalink. Leave a comment.

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out /  Change )

Google photo

You are commenting using your Google account. Log Out /  Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out /  Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out /  Change )

Connecting to %s

%d bloggers like this: